Online Bible

- Reklamy -




Genesi 39:16 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

16 Akaceŋgeta ŋguʋo yake kuȿikira tenzi wake acipinda mumba.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

16 Akachengeta nguo yake kusvikira tenzi wake achipinda mumba.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

16 Mudzimai uyu akachengeta hanzu yaJosefi kusvikira tenzi wake vadzokera kumba.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

16 Mudzimai uyu akachengeta hanzu yaJosefi kusvikira tenzi wake vadzokera kumba.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

16 Akachengeta jasi rake parutivi pake kusvikira tenzi wake auya kumba.

Viz kapitola kopírovat




Genesi 39:16

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy