Genesi 38:26 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)26 Juda akaɀiziʋa, akati: Iye wakarurama kukunde’ni, nokuti handina‐kumupa Shera, mŋanakomana waŋgu. Haana‐kuzomuziʋa ɀe. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200226 Judha akazviziva, akati, “Iye wakarurama kukunda ini, nokuti handina kumupa Shera, mwanakomana wangu.” Haana kuzomuzivazve. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika26 Judha akaziva zvinhu zvake zviye akati, “Tamari haana mhosva. Ini ndini ndine mhosva. Handina kuzoti Shera mwana wangu amutore.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona26 Judha akaziva zvinhu zvake zviye akati, “Tamari haana mhosva. Ini ndini ndine mhosva. Handina kuzoti Shera mwana wangu amutore.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi26 Judha akazviziva uye akati, “Iye akarurama kupfuura ini, sezvo ndanga ndisingadi kumupa kumwanakomana wangu Shera.” Uye haana kuzovata naye zvakare. Viz kapitola |