Online Bible

- Reklamy -




Genesi 38:25 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

25 Ɀino ʋakati ʋaciʋuya naye, akatuma shoko kunaɓaɓa ʋomurume wake, aciti: Ndinemimba nomurume unenhumbi idzi; akati: Ƌocerekedzai kuti iɀi ndeɀani, ɀinoti, cimhete, norwonzi, netȿimbo.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

25 Zvino vakati vachiuya naye, akatuma shoko kuna baba vomurume wake, achiti, “Ndine mimba nomurume ane nhumbi idzi, akati, ‘Docherekedzai kuti izvi ndezvani, zvinoti, chimhete norwonzi, netsvimbo.’ ”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

25 Pavakandoti vauye naTamari kudaro, iye Tamari akatuma shoko kuna vatezvara vake rokuti, “Ndava napamuviri pomuridzi wezvinhu izvi. Doongororai nyembe nomudonzvo mugoona kuti ndezvaani.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

25 Pavakandoti vauye naTamari kudaro, iye Tamari akatuma shoko kuna vatezvara vake rokuti, “Ndava napamuviri pomuridzi wezvinhu izvi. Doongororai nyembe nomudonzvo mugoona kuti ndezvaani.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

25 Zvino paakanga achibudiswa, akatumira shoko kuna vatezvara vake akati, “Ndine mimba yomuridzi wezvinhu izvi.” Uye akatizve, “Onai kana mungaziva mwene wemhete yechisimbiso iyi norutambo rwayo, netsvimbo iyi.”

Viz kapitola kopírovat




Genesi 38:25

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy