Genesi 38:23 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)23 Ipapo Juda akati: Ŋgaaɀitore hake, kuti tirege kunyadziswa; tarira, ndatuma mbudzana iyi, iwe ukasamuwana. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200223 Ipapo Judha akati, “Ngaazvitore hake, kuti tirege kunyadziswa; tarira ndatuma mbudzana iyi, iwe ukasamuwana.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika23 Judha ndokubva ati, “Ngaasva agara zvake nazvo, zvingatinyadzise izvi. Tarisa uone ndatumira mbudzana asi iwe wasvikomushaya.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona23 Judha ndokubva ati, “Ngaasva agara zvake nazvo, zvingatinyadzise izvi. Tarisa uone ndatumira mbudzana asi iwe wasvikomushaya.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi23 Ipapo Judha akati, “Regai achengete zvaanazvo, kuti arege kuzova chiseko. Zvakadaro ndanga ndamutumira mbudzana iyi, asi hauna kugona kumuwana.” Viz kapitola |