Genesi 38:17 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)17 Akati: Ndicakutumira mbudzana inobva kuɀipfuwo ɀaŋgu. Akati: Ucandipa ruɓatso kuȿikira waituma here? Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200217 Akati, “Ndichakutumira mbudzana inobva kuzvipfuwo zvangu.” Akati, “Uchandipa rubatso kusvikira waituma here?” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 Judha ndokuti, “Ndichasarudza mbudzana pazvipfuwo zvangu ndigokutumira.” Tamari ndokuti, “Ndipei chandinofanobata kudzamara maitumira.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona17 Judha ndokuti, “Ndichasarudza mbudzana pazvipfuwo zvangu ndigokutumira.” Tamari ndokuti, “Ndipei chandinofanobata kudzamara maitumira.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi17 Iye akati, “Ndingakupa mbudzana kubva muboka rangu rembudzi.” Iye akati, “Ungandipa chimwe chinhu here kuti chive chitsidzo kusvikira wazonditumira?” Viz kapitola |