Genesi 38:16 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)16 Akatsaukira kwaari panzira, akati: Ƌoʋuya, ndipinde kwauri; nokuti wakaŋga asiŋgaziʋi, kuti mukadzi womŋanakomana wake. Iye akati: Unogondipeiko, kuti upinde kwandiri? Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200216 Akatsaukira kwaari panzira, akati, “Douya, ndipinde kwauri;” nokuti akanga asingazivi, kuti mukadzi womwanakomana wake. Iye akati, “Unogondipeiko, kuti upinde kwandiri?” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 Judha akatsaukira kwaari akataurirana naye kuti aite chakaipa naye, asingazivi kuti muroora wake. Tamari akati, “Munondipeiko kana maita izvozvo neni?” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona16 Judha akatsaukira kwaari akataurirana naye kuti aite chakaipa naye, asingazivi kuti muroora wake. Tamari akati, “Munondipeiko kana maita izvozvo neni?” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi16 Asingazivi kuti akanga ari muroora wake, akaenda kwaari parutivi rwenzira akati, “Uya zvino, rega ndivate newe.” Iye akati, “Unozondipei kuti ndivate newe?” Viz kapitola |