Online Bible

- Reklamy -




Genesi 38:15 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

15 Ɀino Juda wakati acimuʋona, akati cifeʋe, nokuti wakaŋga afukidza ciso cake.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

15 Zvino Judha akati achimuona, akati chifeve, nokuti akanga afukidza chiso chake.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

15 Judha akaona Tamari akafunga kuti zvimwe ipfambi zvayo nokuti akanga akazvifukidza uso.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

15 Judha akaona Tamari akafunga kuti zvimwe ipfambi zvayo nokuti akanga akazvifukidza uso.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

15 Judha akati amuona, akafunga kuti chifeve, nokuti akanga akafukidza uso hwake.

Viz kapitola kopírovat




Genesi 38:15

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy