Genesi 38:13 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)13 Tamari akaʋudzwa, ɀicinzi: Tarira ɓaɓa ʋomurume wako ʋanokwira Timna kundoʋeʋura makwai aʋo; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200213 Tamari akaudzwa, zvichinzi, “Tarira baba vomurume wako vanokwira Timuna kundoveura makwai avo”; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Kuzoti Tamari audzwa kuti, “Vatezvara vako vachaenda kuTimina kundoveura hwai dzavo,” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona13 Kuzoti Tamari audzwa kuti, “Vatezvara vako vachaenda kuTimina kundoveura hwai dzavo,” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi13 Tamari akati audzwa kuti, “Vatezvara vako vari kuenda kuTimina kuti vandoveura makwai avo,” Viz kapitola |