Online Bible

- Reklamy -




Genesi 37:34 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

34 Jakobo akabvarura ŋguʋo dzake, akasimira magumbu paciʋuno cake, akacema mŋanakomana wake mazuʋa mazhinji.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

34 Jakobho akabvarura nguo dzake, akasimira magumbu pachiuno chake, akachema mwanakomana wake mazuva mazhinji.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

34 Jakobho akabvarura hanzu dzake neshungu. Akapfeka masaga akabva achema mwana wake kwamazuva mazhinji.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

34 Jakobho akabvarura hanzu dzake neshungu. Akapfeka masaga akabva achema mwana wake kwamazuva mazhinji.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

34 Ipapo Jakobho akabvarura nguo dzake, akapfeka nguo dzamasaga akachema mwanakomana wake kwamazuva mazhinji.

Viz kapitola kopírovat




Genesi 37:34

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy