Genesi 37:31 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)31 Ɀino ʋakatora ŋguʋo yaJosefa, ʋakaʋuraya nhoŋgo yembudzi, ʋakanyika ŋguʋo muropa; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200231 Zvino vakatora nguo yaJosefa, vakauraya nhongo yembudzi, vakanyika nguo muropa; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika31 Vakabva vauraya mbudzi ndokunyika hanzu yaJosefi iya muropa rayo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona31 Vakabva vauraya mbudzi ndokunyika hanzu yaJosefi iya muropa rayo. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi31 Ipapo vakatora nguo yaJosefa, vakauraya mbudzi ndokunyika nguo iya muropa. Viz kapitola |