Online Bible

- Reklamy -




Genesi 37:30 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

30 Akadzokera kuʋanuŋuna ʋake, akati: Mŋana haaci’po; ini ɀino ndicaendepiko?

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

30 Akadzokera kuvanunguna vake, akati, “Mwana haachipo; ini zvino ndichaendepiko?”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

30 Akadzokera kuvanun'una vake, ndokusvikoti, “Vakomana, inga mwana haasisimo mugomba. Zvino ini ndinoenda kupiko ini!”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

30 Akadzokera kuvanun'una vake, ndokusvikoti, “Vakomana, inga mwana haasisimo mugomba. Zvino ini ndinoenda kupiko ini!”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

30 Akadzokerazve kuvanunʼuna vake akati, “Mukomana haasisimo! Zvino ndichaendepiko?”

Viz kapitola kopírovat




Genesi 37:30

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy