Genesi 36:7 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 Nokuti fuma yaʋo yakaŋga yawanda, naiɀoɀo ʋakaŋga ʋasiŋgagoni kugara panɀimbo imŋe; nyika yoʋutorwa bgaʋo yakaŋga isiŋgaʋariŋgani nokuɗa kweɀipfuwo ɀaʋo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20027 Nokuti pfuma yavo yakanga yawanda, naizvozvo vakanga vasingagoni kugara panzvimbo imwe; nyika youtorwa hwavo yakanga isingavaringani nokuda kwezvipfuwo zvavo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Esau akatama nokuti iye naJakobho vakanga vava nezvipfuwo noupfumi hwakawanda, vasisinawo mafuro anovakwanira kuti vagare pamwechete. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona7 Esau akatama nokuti iye naJakobho vakanga vava nezvipfuwo noupfumi hwakawanda, vasisinawo mafuro anovakwanira kuti vagare pamwechete. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi7 Pfuma yakanga yawanda kwazvo kuti vagare pamwe chete; nyika yavaigara yakanga isisavaringani vose nokuda kwezvipfuwo zvavo. Viz kapitola |