Genesi 36:40 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)40 Awa ndiwo mazita amadzishe okwaEsau, nedzimba dzaʋo, namaguta aʋo, namazita aʋo: Ishe Timna, nashe Arva, nashe Jeteti; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200240 Aya ndiwo mazita amadzishe okwaEsau, nedzimba dzavo, namaguta avo, namazita avo; Ishe Timuna, nashe Arivha, nashe Jeteti; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika40 Mazita amadzishe okwaEsau, nedzimba dzavo, namaguta avo, ndaaya anoti: Timina Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona40 Mazita amadzishe okwaEsau, nedzimba dzavo, namaguta avo, ndaaya anoti: Timina Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi40 Aya ndiwo madzishe akabva kuna Esau, namazita avo, maererano nedzimba dzavo namatunhu avo: Timina, Arivha, Jeteti, Viz kapitola |