Online Bible

- Reklamy -




Genesi 36:35 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

35 Hushami akafa, Hadadi, mŋanakomana waBedadi, uya wakaʋuraya Midiani kusaŋgo reMoabi, akaɓata ʋushe pacigaro cake; zita reguta rake rainzi Aviti.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

35 Hushamu akafa, Hadhadhi, mwanakomana waBhedhadhi, uya akauraya Midhiani kusango reMoabhu, akabata ushe pachigaro chake; zita reguta rake rainzi Avhiti.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

35 Pakafa Hushamu, Hadhadhi mwanakomana waBhedhadhi akatonga pachinzvimbo chake. Ndiye Hadhadhi uya akakurira Midhiani kusango reMoabhu. Zita reguta rake rainzi Avhiti.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

35 Pakafa Hushamu, Hadhadhi mwanakomana waBhedhadhi akatonga pachinzvimbo chake. Ndiye Hadhadhi uya akakurira Midhiani kusango reMoabhu. Zita reguta rake rainzi Avhiti.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

35 Hushani akati afa, Hadhadhi mwanakomana waBhedhadhi, uya akakunda Midhiani munyika yeMoabhu, akamutevera paumambo. Guta rake rakatumidzwa zita rokuti Avhiti.

Viz kapitola kopírovat




Genesi 36:35

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy