Genesi 36:3 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 naBasemati, mukunda waIshmaeri, hanɀadzi yaNebayoti. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20023 naBhasimati, mukunda waIshimaeri, hanzvadzi yaNebhayoti. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 naBhasimati hanzvadzi yaNebhayoti mwana waIshimaeri. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona3 naBhasimati hanzvadzi yaNebhayoti mwana waIshimaeri. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi3 uyewo Bhasemati mwanasikana waIshumaeri, hanzvadzi yaNebhayoti. Viz kapitola |