Online Bible

- Reklamy -




Genesi 36:24 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

24 Aʋa ndiʋo ʋanakomana ʋaZibeoni: Aja, naAna; ndiye Ana wakawana matsime emvura inopisa kusaŋgo, acifudza mboŋgoro dzaZibeoni, ɓaɓa ʋake.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

24 Ava ndivo vanakomana vaZibhioni: Aja, naAna; ndiye Ana akawana matsime emvura inopisa kusango, achifudza mbongoro dzaZibhioni, baba vake.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

24 Vanakomana vaZibheoni ndaava vanoti Aiya naAna. Ndiye Ana uya akawana zvitubu zvemvura inopisa musango, achifudza madhongi ababa vake Zibheoni.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

24 Vanakomana vaZibheoni ndaava vanoti Aiya naAna. Ndiye Ana uya akawana zvitubu zvemvura inopisa musango, achifudza madhongi ababa vake Zibheoni.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

24 Vanakomana vaZibheoni vaiva: Ayia naAna. Uyu ndiye uya Ana akawana matsime emvura inopisa mugwenga paakanga achifudza mbongoro dzababa vake Zibheoni.

Viz kapitola kopírovat




Genesi 36:24

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy