Online Bible

- Reklamy -




Genesi 36:13 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

13 Ʋanakomana ʋaReuri ndiʋo: Nahati naZera, naShama naMiza; ndiʋo ʋanakomana ʋaBasemati, mukadzi waEsau.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

13 Vanakomana vaRueri ndivo: Nahati, naZera, naShama naMiza; ndivo vanakomana vaBhasimati, mukadzi waEsau.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

13 Avawo ndivo vanakomana vaRueri kwaiti, Nahati naZera naShama naMiza. Ivava ava ndivo vanakomana vaBhasimati mukadzi waEsau.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

13 Avawo ndivo vanakomana vaRueri kwaiti, Nahati naZera naShama naMiza. Ivava ava ndivo vanakomana vaBhasimati mukadzi waEsau.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

13 Vanakomana vaReueri vaiva: Nahati, Zera, Shama naMiza. Ava ndivo vaiva vazukuru vaBhasemati mukadzi waEsau.

Viz kapitola kopírovat




Genesi 36:13

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy