Online Bible

- Reklamy -




Genesi 36:10 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

10 Mazita aʋanakomana ʋaEsau ndiwo: Erifazi, mŋanakomana waAda, mukadzi waEsau, naReuri, mŋanakomana waBasemati, mukadzi waEsau.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

10 Mazita avanakomana vaEsau ndiwo: Erifazi, mwanakomana waAdha, mukadzi waEsau, naRueri, mwanakomana waBhasimati, mukadzi waEsau.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

10 Aya ndiwo mazita avanakomana vaEsau. Adha mudzimai waEsau akabereka Erifazi. Bhasimati mukadzi waEsau akaberekawo Rueri.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

10 Aya ndiwo mazita avanakomana vaEsau. Adha mudzimai waEsau akabereka Erifazi. Bhasimati mukadzi waEsau akaberekawo Rueri.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

10 Aya ndiwo mazita avanakomana vaEsau: Erifazi, mwanakomana womukadzi waEsau, Adha, Reueri, mwanakomana waBhasemati, mukadzi waEsau.

Viz kapitola kopírovat




Genesi 36:10

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy