Online Bible

- Reklamy -




Genesi 17:17 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

17 Ipapo Abrahama wakawira pasi neciso cake, akaseka, akati mumŋoyo make: Ko munhu unamakore anezana uŋgaɓerekerwa mŋana here? NaSara, waʋa namakore anamakumi mapfumbamŋe, uŋgaɓereka here?

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

17 Ipapo Abhurahamu wakawira pasi nechiso chake, akaseka, akati mumwoyo make, “Ko munhu ana makore ane zana ungaberekerwa mwana here? NaSara, wava namakore ana makumi mapfumbamwe, angabereka here?”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

17 Abhurahamu akati gwadagwa akatyora uso akazviti nechomumwoyo, “Iye munhu ane zana ramakore angaite mwana nhai? Ko Sara ava namakumi mapfumbamwe amakore angabereke mwana nhai?”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

17 Abhurahamu akati gwadagwa akatyora uso akazviti nechomumwoyo, “Iye munhu ane zana ramakore angaite mwana nhai? Ko Sara ava namakumi mapfumbamwe amakore angabereke mwana nhai?”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

17 Abhurahama akawira pasi nechiso chake, akaseka uye akati mumwoyo make, “Ko, mwanakomana angaberekwa nomunhu ava namakore zana okuberekwa here? Ko, Sara angabereka mwana iye ava namakore makumi mapfumbamwe here?”

Viz kapitola kopírovat




Genesi 17:17

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy