Online Bible

- Reklamy -




Genesi 16:3 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

3 Ɀino Sarai, mukadzi waAbrama, wakatora Hagari, muEgipita, murandakadzi wake, — Abrama ɀino wakaŋga agara makore anegumi panyika yeKanani, — akamupa Abrama, murume wake, kuti aʋe mukadzi wake.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

3 Zvino Sarai mukadzi waAbhuramu, wakatora Hagari muIjipiti, murandakadzi wake; Abhuramu zvino wakanga agara makore ane gumi panyika yeKenani akamupa Abhuramu, murume wake, kuti ave mukadzi wake.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

3 Saka Abhuramu apedza makore gumi ari munyika yeKanani, Sarai mudzimai waAbhuramu akatora Hagari muranda wake wechiIjipiti akamupa kuna Abhuramu kuti ave mukadzi wake.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

3 Saka Abhuramu apedza makore gumi ari munyika yeKanani, Sarai mudzimai waAbhuramu akatora Hagari muranda wake wechiIjipiti akamupa kuna Abhuramu kuti ave mukadzi wake.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

3 Saka shure kwokugara kwaAbhurama kwamakore gumi muKenani, Sarai mukadzi wake akatora Hagari murandakadzi wake wechiIjipita akamupa kumurume wake kuti ave mukadzi wake.

Viz kapitola kopírovat




Genesi 16:3

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy