Online Bible

- Reklamy -




Genesi 16:11 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

11 Mutumŋa waJehova akati ʋo kwaari: Tarira waʋa nemimba, ucaɓereka mŋanakomana; umutumidze zita rinonzi Ishmaeri, nokuti Jehova wakanzwa kutambudzika kwako.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

11 Mutumwa waJehovha akatiwo kwaari, “Tarira wava nemimba, uchabereka mwanakomana; umutumidze zita rinonzi Ishimaeri, nokuti Jehovha wakanzwa kutambudzika kwako.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

11 Iwe zvawava napamuviri, uchabereka mwana mukomana uzomutumidza zita rokuti Ishimaeri, nokuti Tenzi anzwa kuchema kwako.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

11 Iwe zvawava napamuviri, uchabereka mwana mukomana uzomutumidza zita rokuti Ishimaeri, nokuti Tenzi anzwa kuchema kwako.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

11 Mutumwa waJehovha akatiwo kwaari: “Iye zvino wava nemimba uye uchava nomwanakomana. Uchamutumidza zita rokuti Ishumaeri, nokuti Jehovha anzwa nezvokutambura kwako.

Viz kapitola kopírovat




Genesi 16:11

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy