Online Bible

- Reklamy -




Genesi 16:10 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

10 Mutumŋa waJehova akati kwaari: Ndicawandisa ʋana ʋako, ʋarege kuʋereŋgwa nokuwanda kwaʋo.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

10 Mutumwa waJehovha akati kwaari, “Ndichawandisa vana vako, varege kuverengwa nokuwanda kwavo.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

10 Mutumwa waTenzi akamuti, “Ndichaitawo kuti vana vako vawande chaizvo zvokuti havangaverengeki.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

10 Mutumwa waTenzi akamuti, “Ndichaitawo kuti vana vako vawande chaizvo zvokuti havangaverengeki.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

10 Mutumwa akatizve, “Ndichawandisa zvizvarwa zvako zvokuti havangaverengeki.”

Viz kapitola kopírovat




Genesi 16:10

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy