Online Bible

- Reklamy -




Genesi 16:1 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

1 Ɀino Sarai, mukadzi waAbrama, wakaŋga asiŋgamuɓerekeri ʋana; iye wakaŋga anomurandakadzi, muEgipita, wainzi Hagari.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

1 Zvino Sarai, mukadzi waAbhuramu, wakanga asingamuberekeri vana; iye wakanga aine murandakadzi, muIjipiti, wainzi Hagari.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

1 Sarai, mudzimai waAbhuramu haana kumuberekera mwana, asi aiva nomuranda wake wechikadzi worudzi rwechiIjipiti ainzi Hagari.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

1 Sarai, mudzimai waAbhuramu haana kumuberekera mwana, asi aiva nomuranda wake wechikadzi worudzi rwechiIjipiti ainzi Hagari.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

1 Zvino Sarai, mukadzi waAbhurama, akanga asina kumuberekera vana. Asi iye akanga ano murandakadzi wechiIjipita ainzi Hagari;

Viz kapitola kopírovat




Genesi 16:1

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy