Genesi 14:24 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)24 ini handiɗi haŋgu, asi ɀakadyiwa namajaya cete, nomugoʋe waʋanhu ʋakaenda neni, ʋanaAneri, naEshkori, naMamre, ŋgaʋatore migoʋe yaʋo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200224 ini handidi hangu, asi zvakadyiwa namajaya chete, nomugove wavanhu vakaenda neni, vanaAneri, naEshikori, naMamure, ngavatore migove yavo.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika24 Ini pachangu handidi chinhu. Zvakadyiwa navarwi vangu pamwechete nomugove unopiwa vanhu vandakaenda navo, ndizvo zvanguwo zvandinowana. Asi regai Aneru naEshikoru naMamure vatore mugove wavo.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona24 Ini pachangu handidi chinhu. Zvakadyiwa navarwi vangu pamwechete nomugove unopiwa vanhu vandakaenda navo, ndizvo zvanguwo zvandinowana. Asi regai Aneru naEshikoru naMamure vatore mugove wavo.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi24 Handina chinhu chandinogamuchira kunze kwezvakadyiwa navanhu vangu uye mugove wavanhu vakaenda neni, Aneri, Shikori naMamure. Ngavatore mugove wavo ivavo.” Viz kapitola |