Online Bible

- Reklamy -




Genesi 14:21 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

21 Ɀino mambo weSodoma akati kunaAbrama: Ndipe ʋanhu, iwe utore hako fuma.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

21 Zvino mambo weSodhomu akati kuna Abhuramu, “Ndipe vanhu, iwe utore hako pfuma.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

21 Mambo weSodhomu akati kuna Abhuramu, “Pane zvawadzoka nazvo, ndipe vanhu utore zvako upfumi.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

21 Mambo weSodhomu akati kuna Abhuramu, “Pane zvawadzoka nazvo, ndipe vanhu utore zvako upfumi.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

21 Mambo weSodhomu akati kuna Abhurama, “Ndipe vanhu uzvichengetere hako pfuma.”

Viz kapitola kopírovat




Genesi 14:21

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy