Online Bible

- Reklamy -




Genesi 14:16 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

16 Akadzosa fuma yose, akadzosa ʋo Roti, hama yake, nefuma yake, naʋakadzi ʋo naʋanhu.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

16 Akadzosa pfuma yose, akadzosawo Roti, hama yake, nepfuma yake, navakadziwo navanhu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

16 Akadzoka nezvinhu zvose zvakanga zvapambwa, akadzokawo nehama yake Roti nezvinhu zvake, navakadzi navamwe vanhu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

16 Akadzoka nezvinhu zvose zvakanga zvapambwa, akadzokawo nehama yake Roti nezvinhu zvake, navakadzi navamwe vanhu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

16 Akadzosa zvinhu zvose uye akadzosawo hama yake Roti nepfuma yake, pamwe chete navakadzi navamwe vanhu.

Viz kapitola kopírovat




Genesi 14:16

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy