Online Bible

- Reklamy -

Genesi 14:14 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

14 Ɀino Abrama wakati acinzwa kuti hama yake yatapxa, akaraira ʋarume ʋake ʋakaŋga ʋadzidziswa kurwa, ʋakaɀarwa paimba yake, ʋanamazana matatu negumi naʋasere, akaʋateʋerera kuȿikira paDani;

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

14 Zvino Abhuramu wakati achinzwa kuti hama yake yatapwa, akaraira varume vake vakanga vadzidziswa kurwa, vakazvarwa paimba yake, vana mazana matatu negumi navasere, akavateverera kusvikira paDhani;

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

14 Abhuramu paakanzwa zvokutapwa kwehama yake akaunganidza vanhu vake mazana matatu ane gumi navasere vakanga vakanyatsodzidziswa zvehondo vakaberekwa mumhuri dzavaranda vake. Vakaronda madzimambo aya kusvika kuDhani.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

14 Abhuramu paakanzwa zvokutapwa kwehama yake akaunganidza vanhu vake mazana matatu ane gumi navasere vakanga vakanyatsodzidziswa zvehondo vakaberekwa mumhuri dzavaranda vake. Vakaronda madzimambo aya kusvika kuDhani.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

14 Abhurama akati anzwa kuti hama yake yakanga yatapwa, akadana varume vakanga vadzidziswa kurwa mazana matatu negumi navasere vakaberekerwa mumba make vakavatevera kusvikira paDhani.

Viz kapitola kopírovat

Genesi 14:14

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy