Genesi 14:12 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)12 Ʋakatora ʋo Roti, mŋanakomana womunuŋuna waAbrama wakaŋga agere paSodoma, nefuma yake, ʋakaenda. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200212 Vakatorawo Roti, mwanakomana womun'una waAbhuramu wakanga agere paSodhomu, nepfuma yake, vakaenda. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Kunyange Roti uya, mwanakomana womunun'una waAbhuramu akanga agere kuSodhomu vakamutapawo, vakapambawo upfumi hwake, vakaenda. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona12 Kunyange Roti uya, mwanakomana womunun'una waAbhuramu akanga agere kuSodhomu vakamutapawo, vakapambawo upfumi hwake, vakaenda. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi12 Vakatorawo Roti mwanakomana womununʼuna waAbhurama nepfuma yake, sezvo akanga achigara muSodhomu. Viz kapitola |