Online Bible

- Reklamy -




Genesi 14:10 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

10 Ɀino mupata weSidimi wakaŋga uzere namakomba anebitumini, madzimambo eSodoma neGomora ʋakatiza ʋakawira’mo; ʋakasara ʋakatizira kugomo.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

10 Zvino mupata weSidhimu wakanga uzere namakomba ane tara, madzimambo eSodhomu neGomora vakatiza vakawiramo; vakasara vakatizira kugomo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

10 Bani reSidhimu rakanga riine migodhi mizhinji yetara. Madzimambo eSodhomu neGomora akatiza, vamwe vanhu vavo vakawira mumigodhi yacho. Vakasarawo vakatizira kumakomo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

10 Bani reSidhimu rakanga riine migodhi mizhinji yetara. Madzimambo eSodhomu neGomora akatiza, vamwe vanhu vavo vakawira mumigodhi yacho. Vakasarawo vakatizira kumakomo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

10 Zvino mupata weSidhimi wakanga uzere namakomba etara, uye madzimambo eSodhomu neGomora paakatiza, vamwe varume vakawira maari uye vakasara vakatizira kuzvikomo.

Viz kapitola kopírovat




Genesi 14:10

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy