Online Bible

- Reklamy -




Genesi 13:16 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

16 Ndicaita ʋana ʋako seguruʋa renyika; kuti kana kunomunhu unogona kuʋereŋga guruʋa renyika, naʋana ʋako ʋaŋgaʋereŋgwa ʋo.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

16 Ndichaita vana vako seguruva renyika; kuti kana kuine munhu anogona kuverenga guruva renyika, navana vako vangaverengwawo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

16 Ndichaita kuti zvizvarwa zvako zviwande seguruva renyika zvokuti kana kuine munhu anogona kuverengeta guruva renyika ndiye angagonewo kuzoverenga zvizvarwa zvako.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

16 Ndichaita kuti zvizvarwa zvako zviwande seguruva renyika zvokuti kana kuine munhu anogona kuverengeta guruva renyika ndiye angagonewo kuzoverenga zvizvarwa zvako.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

16 Ndichaita kuti vana vako vave seguruva renyika, zvokuti kana pano munhu angagona kuverenga guruva, naizvozvo vana vako vachagona kuverengwawo.

Viz kapitola kopírovat




Genesi 13:16

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy