Online Bible

- Reklamy -




Genesi 12:8 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

8 Akabva ipapo, akaenda kugomo riri kumabvazuʋa aBeteri, akadzika’po tente rake; Beteri rakaŋga riri kumaʋirazuʋa neAi kumabvazuʋa; akaʋakira’po Jehova artari, akanamata Zita raJehova ipapo.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

8 Akabva ipapo, akaenda kugomo riri kumabvazuva aBheteri, akadzikapo tende rake; Bheteri rakanga riri kumavirazuva neAi kumabvazuva; akavakirapo Jehovha atari, akanamata Zita raJehovha ipapo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

8 Akabva ipapo akaenda kugomo riri kumabvazuva kweBhetieri. Akadzika matendhe ake panoti Bhetieri kumavirira, guta reAi nechokumabvazuva. Akavakira Tenzi atari ipapo, akanamata Tenzi.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

8 Akabva ipapo akaenda kugomo riri kumabvazuva kweBhetieri. Akadzika matendhe ake panoti Bhetieri kumavirira, guta reAi nechokumabvazuva. Akavakira Tenzi atari ipapo, akanamata Tenzi.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

8 Kubva ipapo akaenda mberi akananga kuzvikomo zviri kumabvazuva kweBheteri uye akadzika tende rake ikoko, Bheteri riri kumavirira uye Ai riri kumabvazuva. Akavakira Jehovha aritari ipapo uye akadana kuzita raJehovha.

Viz kapitola kopírovat




Genesi 12:8

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy