Online Bible

- Reklamy -




Genesi 12:18 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

18 Ɀino Farao wakaɗana Abrama, akati: Cinyiko ici cawandiitira — Wakaregereiko kundiziʋisa kuti mukadzi wako?

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

18 Zvino Farao wakadana Abhuramu akati, “Chiiko ichi chawakandiitira? Wakaregereiko kundizivisa kuti mukadzi wako.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

18 Farao akadaidza Abhuramu akati, “Chiiko ichi chawaita kwandiri.” Wakaregerereiko kundiudza kuti mukadzi uyu mudzimai wako?

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

18 Farao akadaidza Abhuramu akati, “Chiiko ichi chawaita kwandiri.” Wakaregerereiko kundiudza kuti mukadzi uyu mudzimai wako?

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

18 Saka Faro akadana Abhurama akati, “Waiteiko kwandiri? Wakaregereiko kundiudza kuti uyu mukadzi wako?

Viz kapitola kopírovat




Genesi 12:18

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy