Online Bible

- Reklamy -




Genesi 12:15 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

15 Namacinda aFarao akamuʋona ʋo, ʋakandomurumbidza kunaFarao; mukadzi akatorwa, akaiswa mumba maFarao.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

15 Namachinda aFarao akamuonawo, vakandomurumbidza kuna Farao; mukadzi akatorwa, akaiswa mumba maFarao.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

15 Kuzoti machinda aFarao amuona akamurumbidza pana Farao. Mukadzi uya ndokubva atorwa akaendwa naye kumba kwaFarao.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

15 Kuzoti machinda aFarao amuona akamurumbidza pana Farao. Mukadzi uya ndokubva atorwa akaendwa naye kumba kwaFarao.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

15 Uye machinda aFaro vakati vamuona, vakandomurumbidza kuna Faro, uye vakabva vamutora vakamupinza mumuzinda wake.

Viz kapitola kopírovat




Genesi 12:15

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy