Genesi 12:13 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)13 Uti hako uri hanɀadzi yaŋgu, kuti ndiitirwe ɀakanaka nokuɗa kwako, kuti mŋeya waŋgu urarame nokuɗa kwako. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200213 Uti hako uri hanzvadzi yangu, kuti ndiitirwe zvakanaka nokuda kwako, kuti mweya wangu urarame nokuda kwako.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Chitoti zvako iwe uri hanzvadzi yangu ndiko kuti vatondiitira zvakanaka pamusana pako ndirege kuurayiwa.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona13 Chitoti zvako iwe uri hanzvadzi yangu ndiko kuti vatondiitira zvakanaka pamusana pako ndirege kuurayiwa.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi13 Saka uti uri hanzvadzi yangu, kuti ndigobatwa zvakanaka nokuda kwako uye upenyu hwangu hucharwirwa nokuda kwako.” Viz kapitola |