Genesi 12:10 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)10 Ɀino nzara yakaŋga iri’po panyika iyo; Abrama ndokuɓurukira Egipita kundogara’ko; nokuti nzara yakaŋga iri huru panyika iyo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200210 Zvino nzara yakanga iripo panyika iyo; Abhuramu ndokuburukira Ijipiti kundogarako; nokuti nzara yakanga iri huru panyika iyo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Munyika iyoyo makaita nzara, shangwa chaiyo yenzara. Saka Abhuramu akaenda Ijipiti kumbondogarako. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona10 Munyika iyoyo makaita nzara, shangwa chaiyo yenzara. Saka Abhuramu akaenda Ijipiti kumbondogarako. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi10 Zvino nzara yakanga iripo panyika, uye Abhurama akaburuka akaenda kuIjipiti kuti andogara ikoko kwechinguva nokuti nzara yakanga iri huru kwazvo. Viz kapitola |