Online Bible

- Reklamy -




Genesi 11:2 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

2 Ɀino ʋakati ʋacitamira mabvazuʋa, ʋakawana ɓani munyika yeShinari, ʋakagara’ko.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

2 Zvino vakati vachitamira mabvazuva, vakawana bani munyika yeShinari, vakagarako.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

2 Mukutamatama kwaiita vanhu kumabvazuva, vakazondogara vakaita musha wavo mubani reShinari kuBhabhironi.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

2 Mukutamatama kwaiita vanhu kumabvazuva, vakazondogara vakaita musha wavo mubani reShinari kuBhabhironi.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

2 Vanhu vakati vachitamira kumabvazuva, vakawana bani romuShinari vakagaramo.

Viz kapitola kopírovat




Genesi 11:2

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy