Genesi 11:14 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)14 Shera wakagara makore anamakumi matatu, akaɓereka Eberi. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200214 Shera wakagara makore ana makumi matatu, akabereka Ebheru. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Shera akagara makumi matatu amakore akabereka Ebheru. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona14 Shera akagara makumi matatu amakore akabereka Ebheru. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi14 Shera akati ava namakore makumi matatu okuberekwa, akabereka Ebheri. Viz kapitola |