Genesi 10:7 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 Ʋanakomana ʋaKushi ndiʋo: Seba, naHavira, naSabta, naRaama, naSabteka; naʋanakomana ʋaRaama ndiʋo: Sheba naDedani. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20027 Vanakomana vaKushi ndivo: Sebha, naHavhira, naSabhata, naRama, naSabhuteka; navanakomana vaRama ndivo: Shebha naDhedhani. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Kushi akabereka vanakomana vake vanoti: Sebha naHavhira naSabhuta naRaama naSabhuteka. Raama akabereka vanakomana vake vanoti: Shebha naDhedhani. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona7 Kushi akabereka vanakomana vake vanoti: Sebha naHavhira naSabhuta naRaama naSabhuteka. Raama akabereka vanakomana vake vanoti: Shebha naDhedhani. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi7 Vanakomana vaKushi vanoti: Sebha, Havhira, Sabhata, Rama naSabhiteka. Vanakomana vaRaama vanoti: Shebha naDhedhani. Viz kapitola |