Genesi 10:23 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)23 Ʋanakomana ʋaArami ndiʋo: Uzi, naHuri, naGeteri, naMashi. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200223 Vanakomana vaAramu ndivo: Uzi, naHuri, naGeteri, naMashi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika23 Aramu akabereka vanakomana vake vanoti: Uzi naHuru naGeteri naMashi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona23 Aramu akabereka vanakomana vake vanoti: Uzi naHuru naGeteri naMashi. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi23 Vanakomana vaAramu vaiti: Uzi, Huri, Geteri naMesheki. Viz kapitola |