Genesi 10:21 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)21 Naiye Shemi, ɓaɓa ʋaʋana ʋose ʋaEberi, mukuru waJafeti, wakaɓerekerwa ʋana. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200221 Naiye Shemu, baba vavana vose vaEbheru, mukuru waJafeti, akaberekerwa vana. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 Shemu mukoma waJafeti akaberekawo vana. Ndiye tateguru wemhuri yevaEbheru. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona21 Shemu mukoma waJafeti akaberekawo vana. Ndiye tateguru wemhuri yevaEbheru. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi21 Shemu akaberekerwawo vanakomana, mukoma wake akanga ari Jafeti; Shemu akanga ari tateguru wavanakomana vose vaEbheri. Viz kapitola |