Online Bible

- Reklamy -




Genesi 1:6 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

6 Mŋari akati: Nɀimbo ŋgaiʋe’po pakati pemvura, kuti iparadzanise mvura nemvura.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

6 Mwari akati: Nzvimbo ngaivepo pakati pemvura, kuti iparadzanise mvura nemvura.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

6 Mwari akati, “Pakati pemvura ngapave neziendanakuenda rinokamuranisa mvura.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

6 Mwari akati, “Pakati pemvura ngapave neziendanakuenda rinokamuranisa mvura.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

6 Uye Mwari akati, “Ngapave nenzvimbo pakati pemvura kuti iparadzanise mvura nemvura.”

Viz kapitola kopírovat




Genesi 1:6

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy