Genesi 1:4 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Mŋari akaʋona ciedza, kuti cakanaka; Mŋari akaparadzanisa ciedza nerima. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20024 Mwari akaona chiedza, kuti chakanaka; Mwari akaparadzanisa chiedza nerima. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Mwari akaona kuti chiedza chakanaka. Mwari akaparadzanisa chiedza nerima. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona4 Mwari akaona kuti chiedza chakanaka. Mwari akaparadzanisa chiedza nerima. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 Mwari akaona kuti chiedza chakanga chakanaka, uye akaparadzanisa chiedza nerima. Viz kapitola |