Genesi 1:31 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)31 Mŋari akaʋona ɀose ɀaakaita, ʋonei ɀakanaka kwaɀo. Maɗeko akaʋa’po, namaŋgwanani akaʋa’po, zuʋa retanhatu. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200231 Mwari akaona zvose zvaakaita, onei zvakanaka kwazvo. Madeko akavapo, namangwanani akavapo, zuva retanhatu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika31 Mwari akatarisa zvose zvaakanga aita, onei zvakanaka kwazvo. Kwakasviba kukaedza, iri rakava zuva rechitanhatu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona31 Mwari akatarisa zvose zvaakanga aita, onei zvakanaka kwazvo. Kwakasviba kukaedza, iri rakava zuva rechitanhatu. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi31 Mwari akaona zvose zvaakanga aita, kuti zvakanga zvakanaka kwazvo. Uye madekwana akavapo, namangwanani akavapo, zuva rechitanhatu. Viz kapitola |