Genesi 1:18 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)18 ɀiɓate ʋushe masikati noʋusiku, nokuparadzanisa ciedza nerima; Mŋari akaʋona kuti ɀakanaka. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200218 zvibate ushe masikati nousiku, nokuparadzanisa chiedza nerima; Mwari akaona kuti zvakanaka. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 zvichitonga masikati nousiku nokusiyanisa chiedza nerima. Mwari akaona kuti zvakanaka. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona18 zvichitonga masikati nousiku nokusiyanisa chiedza nerima. Mwari akaona kuti zvakanaka. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi18 kuti zvibate ushe masikati nousiku, uye kuti zviparadzanise chiedza kubva parima. Uye Mwari akaona kuti zvakanga zvakanaka. Viz kapitola |