Firemoni 1:6 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 kuti kugoʋana kwokutenda kwako kuʋe nesimba, kuti ɀakanaka ɀose ɀiri mukati meɗu kunaKristu ɀizikanwe; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20026 kuti kugovana kwokutenda kwako kuve nesimba, kuti zvakanaka zvose zviri mukati medu kuna Kristu zvizikanwe; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Dai mubatirapamwe wako muchitendero wangobereka muchero wokuti iwe uzive zvakanaka zviri matiri kuitira Kristu Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona6 Dai mubatirapamwe wako muchitendero wangobereka muchero wokuti iwe uzive zvakanaka zviri matiri kuitira Kristu Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi6 Ndinokunyengeterera kuti ugovane navamwe nesimba, kuitira kuti uve noruzivo rwakazara pamusoro pezvinhu zvose zvakanaka zvatinazvo muna Kristu. Viz kapitola |