Firemoni 1:12 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)12 ndinomudzosera kwauri, iye amene, mŋoyo waŋgu caiwo; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200212 ndinomudzosera kwauri, iye amene, mwoyo wangu chaiwo; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Zvino ndava kumudzorera kwauri ndichimutumira somunhu wapamwoyo pangu chaiye, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona12 Zvino ndava kumudzorera kwauri ndichimutumira somunhu wapamwoyo pangu chaiye, Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi12 Ndiri kumudzosera kwauri, iye mwoyo wangu chaiwo. Viz kapitola |