Online Bible

- Reklamy -




Ezekieri 7:9 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

9 Ziso raŋgu hariŋgapembedzi, handiŋgaʋi netsitsi ʋo; ndicaʋuyisa pamsoro pako ɀakafanira nzira dzako; ɀinonyaŋgadza ɀako ɀicaʋa pakati pako; ɀino mucaziʋa kuti ini Jehova ndinoroʋa.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

9 Ziso rangu haringapembedzi, handingavi netsitsiwo; ndichauyisa pamusoro pako zvakafanira nzira dzako; zvinonyangadza zvako zvichava pakati pako; zvino muchaziva kuti ini Jehovha ndinorova.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

9 Handichakuitira tsiye nyoro kana kukuitira tsitsi asi ndichakurangira nzira dzako idzodzo nezvinosemesa zviri pakati pako. Ipapo ndipo pauchazoziva kuti ini ndini Tenzi anorova.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

9 Handichakuitira tsiye nyoro kana kukuitira tsitsi asi ndichakurangira nzira dzako idzodzo nezvinosemesa zviri pakati pako. Ipapo ndipo pauchazoziva kuti ini ndini Tenzi anorova.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

9 Handizombokunzwiri ngoni kana kukuponesa; ndichakutsiva zvakafanira mafambiro ako nezvinyangadzo zviri pakati pako. Ipapo uchaziva kuti ndini Jehovha ndiri kukurova.

Viz kapitola kopírovat




Ezekieri 7:9

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy