Ezekieri 7:6 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 Kuguma kwaȿika, kuguma kwaȿika; kunokumukira maŋgwanani; tarirai, kwaȿika. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20026 Kuguma kwasvika, kuguma kwasvika; kunokumukira mangwanani; tarirai, kwasvika. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Kuparara kwauya, kwauya kuparara kwakumukirai! Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona6 Kuparara kwauya, kwauya kuparara kwakumukirai! Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi6 Kuguma kwasvika! Kuguma kwasvika! Kwamuka kuti kuzokurwisai. Kwauya! Viz kapitola |