Ezekieri 7:4 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Ziso raŋgu hariŋgakupembedzi, handiŋgaʋi netsitsi ʋo; asi ndicaʋuyisa nzira dzako pamsoro pako, neɀinonyaŋgadza ɀako ɀicaʋa pakati pako; ɀino mucaziʋa kuti ndini Jehova. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20024 Ziso rangu haringakupembedzi, handingavi netsitsiwo; asi ndichauyisa nzira dzako pamusoro pako, nezvinonyangadza zvako zvichava pakati pako; zvino muchaziva kuti ndini Jehovha. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Handichakuitira tsiye nyoro kana kukuitira tsitsi asi ndichakurangira nzira dzako zvinosemesa zviri pakati pako. Ipapo ndipo pamuchazoziva kuti ini ndini Tenzi.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona4 Handichakuitira tsiye nyoro kana kukuitira tsitsi asi ndichakurangira nzira dzako zvinosemesa zviri pakati pako. Ipapo ndipo pamuchazoziva kuti ini ndini Tenzi.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 Handizokunzwiri ngoni kana kukuponesa; zvirokwazvo ndichakutsiva zvakafanira tsika dzako nezvinyangadzo zviri pakati pako. Ipapo uchaziva kuti ndini Jehovha. Viz kapitola |