Ezekieri 7:3 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 Ɀino kuguma kwaȿika kwauri, ini ndicatuma kutsamŋa kwaŋgu pamsoro pako, ndicakutoŋga ɀakafanira nzira dzako; ndicaʋuyisa pamsoro pako ɀinonyaŋgadza ɀako ɀose. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20023 “Zvino kuguma kwasvika kwauri, ini ndichatuma kutsamwa kwangu pamusoro pako, ndichakutonga zvakafanira nzira dzako; ndichauyisa pamusoro pako zvinonyangadza zvako zvose. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 “Isiraeri zvino pako pakuperera, ndava kuzokuratidza kuti ndakakushatirirwa ndichakutonga maererano namaitiro ako, ndichikurangira zvinhu zvako zvose zvinosemesa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona3 “Isiraeri zvino pako pakuperera, ndava kuzokuratidza kuti ndakakushatirirwa ndichakutonga maererano namaitiro ako, ndichikurangira zvinhu zvako zvose zvinosemesa. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi3 Kuguma kwava pamusoro pako zvino uye ndichatuma kutsamwa kwangu pamusoro pako. Ndichakutonga zvakafanira tsika dzako ndigotsiva zvinyangadzo zvako zvose. Viz kapitola |